Chirongo
(runangakatsva kubva kuMugoro)
Chirongo (water tote) zvinoreva hari inoshandiswa kutakura mvura kubva kutsime kuenda kudzimba. Mazuvano vazhinji vava kushandisa mugomo wakagadzirwa nerata kutakura mvura - nekumwe kutaura mugomo ndiwo wave chirongo chemazuva ano.
- Nhuvi (Jug).
- Dzasa nhuvi yako, ndapota, kuti ndimwe: Please lower your jug, so that I can drink.. (Genesis 24:14 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- VaMaconde vanoti chiloongo (n. pot) vachireva poto. VaMakonde vanoti shilongo (bowl) vachireva mbiya.
- MaZulu vanoti umjingo (n. Bunch of leaves placed in pot-mouth to prevent water from slopping over) vachireva mashizha anoiswa muchirongo kuti mvura isataika pakufamba.
- Nsenga neLenje vanoti nongo (earthen vessel for water, cooking etc; pot, jar, pitcher) - zvichida vachireva chirongo.
- Duala vanoti mulonga (n. a bucket). Lopit inoti goro (n. jug made from gourd for water or milk) - fananidzai nokuti mugoro?