Poto (pot, saucepan) chiumbwa chakagadzirwa nesimbi chinosevenzeswa kubikira chokudya. Poto zhinji chine chiumbwa chakaita chikunguru nemusika kana mubato unoshandiswa pakusimudza uye ridhi rokuvharisa.

Kupferpfanne Sauteuse évasée konische Kupfer-Kasserolle.jpg

Mitauro yeBantuEdit