Mugomo (water bucket) zvinoreva bhagidhi rinoshandiswa kutakura mvura kubva kutsime kuenda kudzimba. Mazuvano vazhinji vava kushandisa mugomo wakagadzirwa nerata kutakura mvura - nekumwe kutaura mugomo ndiwo wave chirongo chemazuva ano.

Puts.jpg

Mitauro yeBantuEdit

  • VaRonga vanoti mugomo (n. calabash).
  • VaVenda vanoti gokoko (n. water bucket) kureva mugogo.
  • MaZulu vanoti ikokoko (n. water bucket) kureva mugogo.