Chirongo (water tote) zvinoreva hari inoshandiswa kutakura mvura kubva kutsime kuenda kudzimba. Mazuvano vazhinji vava kushandisa mugomo wakagadzirwa nerata kutakura mvura - nekumwe kutaura mugomo ndiwo wave chirongo chemazuva ano.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • VaMaconde vanoti chiloongo (n. pot) vachireva poto. VaMakonde vanoti shilongo (bowl) vachireva mbiya.
  • MaZulu vanoti umjingo (n. Bunch of leaves placed in pot-mouth to prevent water from slopping over) vachireva mashizha anoiswa muchirongo kuti mvura isataika pakufamba.
  • Nsenga neLenje vanoti nongo (earthen vessel for water, cooking etc; pot, jar, pitcher) - zvichida vachireva chirongo.
  • Duala vanoti mulonga (n. a bucket). Lopit inoti goro (n. jug made from gourd for water or milk) - fananidzai nokuti mugoro?