Meza izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Izwi rokuti meeza (table) rinorehwa mururimi rweLugungu.
  • Izwi rokuti meza (table) rinorehwa mururimi rweSwahili.