Kushama Nyai

(runangakatsva kubva kuKushama nyai)

Kushama Nyai kana kushamura (yawn, yawning) kutevedzana kwefemera mweya mukati, kutatamuka kwezariranzeve (ear drum) nekuzofemera mweya kunze. Kushama nyai kunowanzoitika muvanhu vakuru panguva iri mberi neshure kwekurara uye kana munhu akaneta. Kunonzi kushama nyai kunotapukira.

Pikicha yakaitwa naEdgar Degas ine mukadzi ari kuchisa mbatya, mumwe achishama nyai

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Edo vanoti nyanya (v. yawn, sigh) kureva kushama nyai.