Kushama Nyai
(runangakatsva kubva kuKushamura)
Kushama Nyai kana kushamura (yawn, yawning) kutevedzana kwefemera mweya mukati, kutatamuka kwezariranzeve (ear drum) nekuzofemera mweya kunze. Kushama nyai kunowanzoitika muvanhu vakuru panguva iri mberi neshure kwekurara uye kana munhu akaneta. Kunonzi kushama nyai kunotapukira.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Edo vanoti nyanya (v. yawn, sigh) kureva kushama nyai.