Tanhatu
Tanhatu (nhanhatu) inhamba inotevera shanu iyo yoteverwa nenomwe.
6 |
---|
Tsika
chinjirudza- Mwari vakasika denga nenyika nezvose zvirimo mumazuva matanhatu, zuva rechinomwe vakaritara rive sabata rokuzorora.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- VaGulu neVaZigula vanoti mtandatu (n. six) vachireva tanhatu.
- Herero inoti ta kana tu (to have the same size, length, rise to the same height). Sokuti oviti vi ta pamue - the sticks are equal length.
- Gurma vanoti táá (1. of the same origin; 2. to be equal, to be resemble).
- Nawdm inoti taa (counterpart, with us, ours).