Chikosoro

(Redirected from Kukosora)

Chikosoro (coughing).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaNgala vanoti kosola (cough) kureva kukosora.
  • Vatauri veUmbundu vanoti kosola (v.a. cough) kureva kukosora.
  • VaYao vanoti mhumu (n. asthama) vachireva asima.