Open main menu

Kufema chiitiko chinokonzera mweya kupinda nokubuda mumapapu.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaZigula vanoti kuhema (breath) kureva kufema.
  • VaZigula vanoti kuhemera (breath on) kureva kufemera.
  • Mururimi rweTiriki vanoti khuheera (n. breathe) kureva kufema.