Machinda

Jinda kana machinda (n. advisors, nobles, princes?).

  • Munhu kubata ushe makota. A person holding chieftainship is like (having) councillors.
  • Jinda rakadzingwa pachigaro ndiro jinda rakazotonga Zimbabwe mumwedzi waNovember 2017.

Mitauro yeBantuEdit

  • Mambwe vanoti -cindama (to be venerable, honourable, respectable) kureva vanoremekedzwa. Mamwe mazwi: -cindamika (to honour somebody), kupa ruremekedzo.
  • Mambwe vanoti -cindika (vt. to respect, honour, esteem) kureva kuremekedza. Mamwe mazwi: -cindikana (to respect one another).
  • Bavili inoti ciinde (v. to reinforce, to obey). Mamwe mazwi: cindike (to respect). Cindisi (to make strong, to exhort).
  • Bavili vanoti cinzike (v. to respect). Mamwe mazwi: luciinzu (n. respect). Ciinzu (v. to be respected). Bemba inoti chanda (n. princess, noble person, pioneer) kureva jinda.