Anime (kuChijapani:アニメ) ishoko re Chijapani rinoshandiswa pakutaura nezve "animesheni" kana "katuni". Ishoko rakabva kuChingezi, asi kudzimwe nzvimbo rinoturikirwa neshoko rekuti "Animesheni ye Chijapani". Asi munyika ye Japani, Shoko rekuti anime rinoshandiswa kuturikira chemo mhando ye makatuni zvisinei nechirevo mumutauro wavo.

musikana we hanime
musikana we hanime

Mamwe makatuni anotarwa nemaoko, asi anogona kugadzirwa ne potonjere. Pane maanime mazhinji akasiyana-siyana; kune anime dzinoringa ndaba dzakasiyana senge maspoti, zveutyi, rudo kana vupenyu hwamazuva ose. Pamusoro pekunze kwekuwana zvivonikwa zvemaepisodhi pane mafirimu echianime zve.

Anime inowanzo umbwa kubva kuman'wadhi echiJapani anonzi 'manga', anorakidza mifananidzo yenyaya inenge ichiundurwa. Dzimwe nguva, manga ne anime zvinogona kushandiswa kugadzira mafirimu evudi anenge achitambwa nevanhu.

Nhoroondo ye anime muJapani inoteverwa kumashure kusvika kuma1900.

Anime dzinozivikanwa chinjirudza

Majonera e anime chinjirudza

Ringai zve: chinjirudza