Bakanyira kana mabakanyira (Co-operative activity) zvinoreva basa kana mubato uri kuitwa mushandirapamwe uchibatiranwa nevanhu vakawanda kana mapayo akawanda.

Mitauro yeAfrikaChinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.