Bamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Guinea neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Bamba; Emmanuel Bamba; Firmino Bamba; Lanan Bamba.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • C'Lela vanoti bámbámá (ad. different; differently) kureva musiyano.