Barwa
Barwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rutendo Barwa; Trevor Barwa.
Mitauro ye Chibantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Bavili vanoti balwa (n. ).