Bhamu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Bhamu, Chakanetsa Bhamu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilibamu kana amabamu pakuwanda (n. Expanse (as of water), abundance, large yield of crops). Sokuti: amabamu otshwala (floods of beer).
  • MaZulu vanoti isibamu kana izibamu pakuwanda (n. Gun, shot-gun, rifle) vachireva pfuti.