Bhatiri (Battery, cell) chikasha chine mipanda yakarongerwa mishonga nenzira inotendera kubuda kwemagetsi kana chichinge chabatanidzwa newaya dzinopereka magetsi.

Zvimwe Zvinyorwa

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaLugwere vanoti lyanda kana manda (battery; dry cell) kureva bhatiri.
  • Kuti tizive madudzirwo emazwi - VaLugwere vanoti lyange (pro. mine) kureva rangu.