Bongwe izita rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Livhuwani Bongwe; Prince Bongwe; Sekai Bongwe; Bongwe Ndlovu.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Setswana vanoti bongwe kana ngwe (n. One) kureva rirmwe kana chimwe.