Boroma sezita
Boroma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Revesai Boroma; Tapiwa Boroma; Boroma Paulus; Grace Boroma.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.