Bota
Bota (Porridge in English) rinobikwa nehupfu hwembeu dzinosnganisira: chibage; gorosi; zviyo zvichingodaro.
Mudzamba kana munamba (1. Porridge made with milk as the liquid, 2. M Stiff porridge made from finger millet meal with bee stings as the liquid). Apa kureva bota rinobikwa kuchishandiswa mukaka panzvimbo yemvura.
Usvusvu (thin porridge).
- Kukubvura (to stir porridge adding meal).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti pote (ideo. of eating pulpy, mashy food). Mamwe mazwipotela (Eat pulpy, mashy food) kureva kudya zvakaita dakataka.
- MaZulu vanoti impotempote (n. Pulpy, mashy food e.g. ripe banana, pumpkin mash) kureva chidyo chakaita dakataka.
- MaZulu vanoti poto (ideo. of softness to the touch; of yielding to pressure; of pressing something soft). Mamwe mazwi: amapoto (n. Soft, tender spot - as on feet from hot sand; blister).
- VaTonga vanoti mudyanga (n. half-cooked porridge) kureva mbodza yebota.
- VaChewa vanoti pala (gruel, thin mix of flour & water made for invalid who refuses solid foods).