Bota

(runangakatsva kubva kuMudzamba)

Bota (Porridge in English) rinobikwa nehupfu hwembeu dzinosnganisira: chibage; gorosi; zviyo zvichingodaro.

William Hemsley (1893)

Mudzamba kana munamba (1. Porridge made with milk as the liquid, 2. M Stiff porridge made from finger millet meal with bee stings as the liquid). Apa kureva bota rinobikwa kuchishandiswa mukaka panzvimbo yemvura.

Usvusvu (thin porridge).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti pote (ideo. of eating pulpy, mashy food). Mamwe mazwipotela (Eat pulpy, mashy food) kureva kudya zvakaita dakataka.
  • MaZulu vanoti impotempote (n. Pulpy, mashy food e.g. ripe banana, pumpkin mash) kureva chidyo chakaita dakataka.
  • MaZulu vanoti poto (ideo. of softness to the touch; of yielding to pressure; of pressing something soft). Mamwe mazwi: amapoto (n. Soft, tender spot - as on feet from hot sand; blister).
  • VaTonga vanoti mudyanga (n. half-cooked porridge) kureva mbodza yebota.
  • VaChewa vanoti pala (gruel, thin mix of flour & water made for invalid who refuses solid foods).