Botso sezita
Botso izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Botso; Onesmus Botso; Zvisinei Botso; Wangi Botso.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kiwanga inoti okhwibotsa (v. rant and rave) kureva zvinoita kupengereka. Fananidzai nokuti kutanda botso.