Bulele
Bulele izita remhuri rinowanikwa kuUganda neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Kgalalelo Bulele; Joyce Bulele; Peter Bulele.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaTaabwa vanoti bulele (n. spider web) kureva dandemutande.
- VaTaabwa vanoti bulele (n. conjuring).