Buwa
Buwa (a section of crowd, or of whole people - ChiZezuru) zvinoreva chikamu cheboka revanhu kana kuti chikamu cherudzi rwose kana nyika yose.
Tsika
chinjirudza- Mabuwa izita remhuri; kune gurukota rehurumunde Chiratidzo Iris Mabuwa.
Kuumba Mazwi
chinjirudza- Vanhu vari pagungano vanobva kudunhu rimwe vanokwanisawo kunzi buwa rekudunhu iroro - sokuti buwa rekuMashonaland Central.
- Tiine murangariro iwoyo tingati province inganzi buwanyika, awanda onzi mabuwanyika. Saka Zimbabwe yonzi ine mabuwanyika gumi.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Baila vanoti impuwo (a thing knwon, spread abroad, famous thing)
- Baila vanoti champuwo (openly, in a known fashion).