Kubvira (kugoneka)
(runangakatsva kubva kuBvidza)
Izwi rokuti kubvira rinoreva kukwanisika kana kugoneka - possible kuEnglish.
- -bvidza (competent). Muvaki uyu unobvidza basa rake. This builder is competent at his job.
- -bvidzika (1. Be manageable, 2. Possible). Zidombo iris haribvidziki. This stone is not movable.
- -bvidzani (be compatible, get on together). Murume nomukadzi ava havabvidzani. This man and his wife are incompatible.
- -bvika (Being able to be acted upon) apa kureva kugoneka kana kukwanisika kuitika. Hoko iyi haibviki kudzipurwa. This peg cannot be pulled out.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Hazvibviri kuti munhukadzi abate mimba pasina murume.
- Zvinobvirika here kuti munhu ararame nechingwa choga? Is it possible for man to live on bread alone?
- Hazvibviriba: it is not possible.