Canaan Sodindo Banana (5 Kurume 1936 - 10 Mbudzi 2003) aive gurukota reMethodist muZimbabwe, nyanzvi yezvechitendero, uye wezvematongerwo enyika vakashanda seMutungamiriri wekutanga weZimbabwe kubva muna 1980 kusvika 1987. Vaive mutungamiriri wenyika wekutanga muZimbabwe (Ceremonial President) mushure meLancaster House. Chibvumirano chakapa kuti nyika iwane kuzvitonga. Muna 1987 vakasiya chigaro chemutungamiri wenyika vakatsiviwa nemutungamiri wehurumende, VaRobert Mugabe, vakave mutungamiri wenyika. Muna 1997, Banana akapomerwa kuva ngochani, uye mushure mekutongwa kwepamusoro-soro, akatongerwa mhosva dze11 dzeSodomy uye "zviito zvisiri izvo", akatongerwa mwedzi mitanhatu mujeri.

Canaan Banana
Canaan Banana in 1986
1st President of Zimbabwe
In office18 April 1980 – 31 December 1987
Prime Minister Robert Mugabe
Preceded by Josiah Gumede

(Zimbabwe Rhodesia)

Succeeded by Robert Mugabe
Personal details
Born 5 March 1936

Essexvale, Southern Rhodesia

Died 10 November 2003 (aged 67)

London, United Kingdom

Political party ZANU
Spouse(s) Janet Mbuyazwe

(m. 1961)

Children 4
Occupation Minister; professor; politician

VaBanana vaiwe Musutu (Musotho).

Zita chinjirudza

Zita ravo rokuti Banana raitaurwa richinzi Vanana kureva Vajaya. Senge mimwe mitauro yekuChamhembe che Afurika, B anotaurwa sa V wemuChishona.