carbon monoxide read here in shona

Carbon monoxide mushonga unokwadza mapapu.Mushonga uyu mweya unobuda panobviriswa mahydrocarbons.kana mahydrocarbons akapiswa kuina mhepo kana kuti pasina destructive destillation ndipo panobuditswa carbon dioxide

Formation chinjirudza

Carbon monoxide inobva pazvinhu zvinobvira asi zvinonetsa kibvirisa zvinhu pasina mweya.Kana pane mweya zvinhu zvichibvira panobuda carbon dioxide formula yacho ichiti CO2.Carbon monoxide inozongadzira kubva pacarbon dioxide.

IndustrialProcess chinjirudza

paindustry vanopasa carbon dioxide through a liquid inotora carbon dioxide kana kupasa carbon dioxidd me pacopper yakaheater.In process lanobuda carbon monoxide.

uses chinjirudza

Carbon monoxide inobvira zvekuti rakabatidzwa rinobvira zvekutoboiler mvura.Carbon monoxide iri danger yakafemwa inokwadza minho.