Chaguduka izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Pamhidzai Chaguduka; Steady Chaguduka; Judith Chaguduka; Tawanda Chaguduka.
  • Kune mhando yemunzwa unonzi chaguduka.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.