Chamhembe kwakadziva kumabvazuva

Muchidzidzo cheTaranyika, kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva (Southeast in English) rudzivo rwunodudza kuti nzvimbo iri kuchamhembe asi kuchizonorerekera kumabvazuva.

Somuenzaniso dunhu reBuhera riri kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweguta reChivhu.