Chaminuka izita rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita: chinjirudza

Mitauro ye Chibantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti mini (n. one who swallows) anomedza.
  • Mururimi rweKikongo vanoti minuka (v.i. to be swallowed) kumedzeka.
  • Izwi rokuti chaminungwe (porcupine), rinotaurwa mururimi rweVaIla kureva nungu.