Cheneswai kana Cheneswayi izita rechisikana rakavamba kubva pamashoko eChishona okuti Kuchena, kucheneswa.

Mamwe mazita chinjirudza