Chepiri (kureva second), uye tinoti sekondi iyuniti yenguva inopima nguva pfupi-pfupi, paChingezi vanoshandisa chiratidzo cha S.

Mamwe mashoko anoti kamukowoko, uye kamukowo kana chinguva. Iro shoko rokuti "chinguva" rinowanzo shandiswa pakutaura pamazuva ose seshoko rokuti "sekondi" kureva wo nguva pfupi kwete kureva mhindi chaidzo asi kureva se-metaforo, senge kuti "handimbotore chinguva chakareba."

Ringai zve: chinjirudza