Chibendo izita remhuri rinowanikwa kuKenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Chibendo Wani; Shaban Chibendo; Hassan Chibendo; Mwanapili Chibendo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaSangho vanoti bendo (n. center - institution).