Chibungwe sezita
Chibungwe izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Itayi Chibungwe; Kasingula Chibungwe; Robert Chibungwe; Weluzani Chibungwe; Maxwell Chibungwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.