Chibvinho mudziyo unoshandiswa mukicheni kucheka michero inenge madomasi, makarotsi kana mbambaira kuita tseta dzakawanda. Chibvinho chinoshndiswa munhu achikwizira chacho chiri kuchekwa pachibvinho.