Chideya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Fungayi Chideya; Yohane Chideya; Elias Chideya; Michael Chideya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Taita inoti kudea (v. to do, to act) kureva kuita. Mamwe mazwi: kudea (v. to succeed) kureva kukunda pakuita.
  • VaTaita vanoti kudeika (v. to be do-able) kureva kuitika. Mamwe mazwi: kudea kazi (v. to succeed) kureva kuita basa.
  • VaTaita vanoti kudeika (v. to commit; to get; to obtain; to make). Mamwe mazwi: kudeila (v. to produce for).
  • VaTaita vanoti kudea mbambara (v. to profit). Mamwe mazwi: mbambara (n. profit).