Chidzo sezita
Chidzo izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa, Tanzania, Kenya neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chidzo Pilani; Lusi Chidzo; Chidzo Mkongwe; Grace Chidzo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.