Chigamba

Chigamba kana zvigamba pakuwanda (a patch on clothing; Clothes that have patches) kureva jira rakasonerwa pambatya yakabvaruka.

Mitauro yeAfrikaEdit

  • Kimbundu inoti kukambama (v. be superimposed) kureva kukambama sechigamba. Mamwe mazwi: kukambamana (v. to stand on, to be superimposed).
  • Kimbundu inoti kukambamesa (v. make overlap, make stay on top) - kukambamisa sechigamba. Mamwe mazwi: kukambeka (v. put on top).
  • Humburi Senni inoti gámbá (be very attached to somebody or something). Fananidzai nokuti chigamba.