Chigango izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Kevin Chigango; Pascal Chigango; Elvira Chigango; Robert Chigango.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.