Chigava sezita
Chigava izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Francis Chigava; Tafadzwa Chigava; Faith Chigava.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Xilenge vanoti cigava (n. a district).