Chihoboya

Chihoboya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti hoba (v. 1. Draw back; withdraw into oneself. 2. Live retired, be in seclusion).
  • MaZulu vanoti ilihobo kana amahobo pakuwanda (n. Poor person) vachireva munhu murombo.
  • VaNyakyusa vanoti hoboka (become happy) kureva kufara.