Chihoboya sezita
Chihoboya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Pamela Chihoboya; Moleen Chihoboya; Primrose Chihoboya; Tracy Chihoboya.
- Kuhobodza rinoreva kuonza muviri - (Make thin or emaciated).
- Mazwi ari pedyo: Mahoboya, Hoboka sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.