Hoboka izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Hoboka Mwakisulu; Hoboka Mwakibasi; Hoboka Mwangobola; Hoboka Mwanjasi.
  • Mazwi ari pedyo: Chihoboya sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.