Chikande izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane mazita aya: Vimbiso Chikande; Nyasha Chikande; Fanuel Chikande; Simbiso Chikande.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaKinga vanoti chikande (n. Habenaria walleri) kureva mhando yemuti.