Chikata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Stanley Chikata; Darlington Chikata; Tendai Chikata.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • C'Lela vanoti c'kàtà (1. mischief making, idle gossip; 2. false charge).
  • VaLomwe vanoti eshikata (n. ladder) vachireva manera.