Chikate sezita
Chikate izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Evermore Chikate; Richard Chikate; Levi Chikate; Timothy Chikate.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Hadiyya inoti gatte (n. surrounding; village, area; social life; living).
- Hadiyya inoti gatti seera (n. living law). Mamwe mazwi: gattisa (n.living condition; dialect).