Chikero

Scale (PSF).png

Chikero (Chirungu: Scale) kana Chiyero mudziyo unoshandiswa kupima huremu hwezvinhu. Kune mhando dzezvikero dzakasiyana siyana zvichiendera nekukura kwehuremu hwacho. Kana zvawanda zvinonzi zvikero kana zviyero.

  • Panopimwa mutumbi pachikero panange pachitsvakwa hugadaga pakati pemutumbi une huremu hunozivikanwa nemumwe usingazivikanwe.

RuambanyeredziEdit

Muruambanyeredzi (Chirungu: astrology) Chiyero kana Chikero inyeredzi yechinomwe muZodhiyaki, ichiteera Mhandara (Vhego; Chirungu: Virgo) uye kumberi kwayo kuna Nyavada (Skopisi; Chirungu: scorpio)

Mitauro yeBantuEdit

  • Izwi rokuti umuzane (scales, balance) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Mizani (scale) muChiswahili