Mhandara (nyeredzi)
Ruambanyeredzi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ |
Mhandara (ku Chingezi: Virgo; Virgin) Utsvene kana Vhego ndicho chiratidzo chechinhanhatu cheruambanyeredzi.

Mufananidzo waMhandara
Ratidzo yeZodhiyaki | Mhandara |
---|---|
Nguva (kumadokero) | Nyamavhuvhu 24– Gunyana 23 |
Unganyeredzi | Mhandara |
Nhangande yeZodhiyaki | Pasi |
Umiriro muZodhiyaki | Vashanduki |
Mutongi | Nyamatsatse |
Isva | Chiremera na Yuranisi |
Unhongi | Vhenekeratsvimborume naNeputoni |
Udonho | Hweva |
Mhandara inoteera Shumba, iyo ichizoteerwa naPima, uye inotarisana naHove.