Mamanga (nyeredzi)
Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ |
Mamanga (Chirungu: Gemeni) kana Mapatya uyezve inogona kunzi Jemano kana Jemenai tichirerutsa Chirungu. Mamanga ndicho chiratido chechitatu cheruambanyeredzi muzodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi reMamanga. Pasi penzvimbo dzinopisa dzemvura, zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 20 Chivabvu kusvika 21 Chikumi.[1]
Ratidzo reZodhiyaki | Mapatya |
---|---|
Nguva (kumadokero) | Chivabvu 20 – Chikumi 21 |
Unganyeredzi | Mamanga |
Nhangande yeZodhiyaki | Mhepo |
Umiriro muodhiyaki | Shanduka |
Mutongi | Nyamatsatse |
Isva | Vhenekeratsvimborume |
Unhongi | Nodhi yekuchamhembe |
Udonho | Nodhi yekumaodzanyemba |
Mamanga anoteera Handira nyeredzi chipiri, iyo ichizo teerawo Gakanje.
Vambo rezita
chinjirudzaMamanga zvinoreva kuti 'twins' muChirungu.
Mamwe mazita:
- Mapatya
- Maviri
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ "Gemini". Encyclopedia Britannica. n.d. Retrieved June 24, 2020.