Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ | 

Handira (Chirungu: Taurus) kana Torisi ndicho chiratidzo chechipiri cheruambanyeredzi mune zodhiyaki yemazuva ano. Inotenderera kubva pa30 ° kusvika 60 ° yeZodhiyaki. Chiratidzo ichi ndechepasi kana chechi katatu (triplicity), uye ndeche Ukadzi pamusoro pezvo chaka gwinywa (fixed). Handira inotongwa naHweva pamwechete naPima. Mwedzi uri mukukwiridzirwa kwawo pano chaipo pa3 °. Zuva rinotamisa chiratidzo ichi kubva musi wa 21 Kubvumbi kusvika 20 Chivabvu muruambanyeredzi yekumadokero.[1]

Mfananidzo waHandira
Ratidzo yeZodhiyaki Handira
Nguva(kumadokero) Kubvumbi 19 – Chivabvu 20
Unganyeredzi Handira (Torisi)
Nhangande yeZodhiyaki Pasi
Umiriro muZodhiyaki Vatsigi
Mutongi Hweva
Isva Chinyakare: MrongazuvaIkozvino: Pwuto
Unhongi Mwedzi
Udonho Yuranisi
Handira nyeredzi

Handira inoteera Hondowe, chiratidzo chekutanga, iyo ichibva yateerwa naMamanga.

Vambo rezita chinjirudza

Iro zita rekuti Handira rinoreva kuti 'bull' muChishona.

Mamwe mazita:

  • Hando
  • Bhuru (kubva kuChirungu

Mu Ruambanyeredzi chinjirudza

Handira ndiyo yakagadziriswa modhi yezviratidzo zvitatu zvepasi, zvimwe zviri Mhandara neMbudzi. Mukuongorora nyeredzi, zvirevo zvikuru zvepuraneti zviri pasi pechiratidzo ichi zvakasindimara, zvinodziya, uye zvinofadza mune zvepanyika.

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Oxford 2019.